RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 41
  • Rumbidza Jehovha, Dombo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Jehovha, Dombo
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Chisiko Chinozivisa Mbiri yaJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 41

Rwiyo 41

Rumbidza Jehovha, Dombo

(Dheuteronomio 32:4)

1. ‘Inzwa matenga; terera pasi.

Kumashoko angu tererai.

Sedova ndiko kudzidzisa kwangu,

Zvokwadiwo semvura inonaya.’

2. Tizivise zita raJehovha,

Vanhu vazive ukuru hwake.

Vaanofudza rumbidzai Ibwe.

Murumbidzei mubasa’ro dzvene.

3. Wakatendeka’yu ngarumbidzwe;

Rudo, njere ndidzo nzira dzake.

Hunhu hwezvokwadi nokururama,

Jehovha Dombo anozviratidza.

4. Ngatitye Mwari tigorurama;

Tifarire mirairo yake.

Tirege kuzviparadza timene,

Asi tibatire Ja murucheno.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe