RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 166
  • Ona Uto raJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ona Uto raJehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tiri Uto raJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Tiri Uto raJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!
    Imbirai Jehovha
  • “Ndichatsvaka Rakarasika”
    Dzoka Kuna Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 166

Rwiyo 166

Ona Uto raJehovha!

(Joere 2:7)

1. Ona uto raJa,

Rasunungurwa,

Rozivisa Ushe

Ushe hwaJesu.

Rinopfuurira,

Nokuzvidira;

Zviso zvonga ibwe

Pasina kutya.

Rovimba naMwari,

Kuronda Kristu,

Kuzivisa kuti:

“Ushe hwotonga.”

2. Ona vanhu vaJa

Vari kutsvaka

“Makwai” m’usungwa

HweBhabhironi.

Nunurwo yoedzwa

Neshanyo zhinji;

Vanovakokera

Pamisangano.

Vanunura “Gwai,”

Vanopfurira

Kudzidzisa idi

Mazera ose.

3. “Boka” rinofara

Pasi paKristu,

Na“vakasarira,”

Boka roshinga.

Rongwara senyoka,

Haripomerwi,

Rinoshingirira,

Richiperera.

Rinoda kukudza

She Mwari waro;

Richibudirira

Mukunamata.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe