RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 75
  • Rumbidzo Yomufaro Kuna Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzo Yomufaro Kuna Jehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Farirai Tariro Youmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kumbanira Murwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Vakaparadzaniswa Kuti Vave Varumbidzi Vanofara Munyika Yose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 75

Rwiyo 75

Rumbidzo Yomufaro Kuna Jehovha

(Pisarema 63:5)

1. Nemiromo inofara

Topa rumbidzo nom’faro.

Jehovha anogovera

Zvatoda zvose zvizere.

Nomufaro norwiyowo

Tinoimbira Jehovha.

Tinoramba tichimuongawo;

Mweya yedu inofadzwa.

2. Akapa Mwanakomana,

Senzira yoruponeso.

Tom’simudzira maoko,

Tichimunyengeterera.

Ushamwaridzani naye,

Tinohukoshesa kwazvo.

Rudo rwedu kwa’ri haruperi;

Tom’pa rudo rwapamwoyo.

3. Tinoona simba rake.

Toda nhungamiro yake!

Tinofara kum’namata,

Tichivimba naye kwazvo.

Mumapapiro aMwari,

Tinowana dziviriro!

Mwoyo yedu yoimba m’kuonga;

Sezvo tichimuda kwazvo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe