RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 100
  • Rumbidzai Jehovha Mwari Wedu!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Jehovha Mwari Wedu!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Mufaro waJehovha”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Mufaro waJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 100

Rwiyo 100

Rumbidzai Jehovha Mwari Wedu!

(Jeremia 33:11)

1. Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Ukuru hwake! M’zivise!

Tiimbe! Rwiyo rwom’faro!

Pasi uye denga ndezvake.

Zvinhu zvose akazviita.

Zvonesa simba norudo.

Njere neruramiso zvake;

Haiwa zvikuru sei!

Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Ukuru hwake! M’zivise!

2. Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Kunaka kwake! M’zivise!

Imbai! Nyasha dzaMwari!

Vanhu onai nyasha dzake.

Kunyange achityisa m’hondo,

Kuvanyoro une nyasha.

Vanom’tsvaka uchachengeta.

Vachawana nyasha ma’ri.

Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Kunaka kwake! M’zivise!

3. Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Umambo hwake! M’zivise!

M’zivise! Ukoshi hwaJa

Kumativi ose apasi!

Nguva yasvika! Kristu ndi’She.

Rumbidzo yose ndeyaJa.

Tiimbe rwiyo rworukundo,

Tichivimba naJehovha.

Jehovha! Ngaarumbidzwe!

Umambo hwake! M’zivise!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe