RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 197
  • Imbirai Jehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Imbirai Jehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Rutsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Rwiyo Rutsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Imbirai Jehovha Rumbidzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Iri Izuva raJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 197

Rwiyo 197

Imbirai Jehovha!

(Pisarema 47:6)

1. Tinoimbira Jehovha,

Tichi’ta noungwaru.

Nechirevo chake Kristu

Pasi panova pake.

Todanidza murukundo.

Takapiwa zvizhinji!

Toimbira Mwari kwazvo

Takabatana m’humwe.

SaShe, Kristu wakagadzwa,

Ndudzi dzo’na simba.

Kutonga kwake kwavamba.

Tinokuzivisa.

2. Tiri m’nguva dzinorwadza,

Nhamo namatambudzo;

Dzakaita somuchando,

Musina chiri chose.

Makore churu osvika;

Huipi huchaguma.

Pasi pova Paradhiso.

Tichaimba nom’faro.

Tinomirira zuva’ro

Zvose zvova zvitsva.

Kuti uve netariro

Ronda kururama.

3. Ja woita zvinotyisa.

Ndudzi dzo’na norutyo

Mabatire oita Ja

Avo vanoparidza.

Mwari ndiMambo wapasi,

Unotikomborera.

Ndizvo ngatimuimbire.

Hungu, zvichibva m’mwoyo.

Isu hama, tose zvedu,

Ngati’mbire Mwari.

Unogara pachigaro;

Ngatimukudzei.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe