RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 209
  • Tevera Mambo Murwi!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevera Mambo Murwi!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rweUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 209

Rwiyo 209

Tevera Mambo Murwi!

(VaEfeso 6:16, 17)

1. Tine rwiyo rwokuimbira Mwari;

Tine rwiyo rwokutonga kwake.

Tine shoko rokuti vose vanzwe

Pamwe nebasa rokutaura.

(Korasi)

2. Varwi vaMwari simukai murwe

Pasi pom’tungamiri waMwari;

Torai nhovo pamwe nomunondo,

M’tore ngowani yoruponeso.

(Korasi)

3. Hatikundi nesimba redu toga;

Ha’zi mano edu anokunda.

Bva isimba raMwari rinokunda,

Kuchipa mbiri kuzita raJa.

(KORASI)

Fambai! (M’fambe!)

Musingatyi! (Musingatyi!)

Seuto ngatiende

Kuzorwisa muvengi;

Teverai Mambo usingakoni.

Tam’tevera tichakunda!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe