RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 32
  • “Paimba Neimba”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Paimba Neimba”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Paimba Neimba”
    Imbirai Jehovha
  • “Paimba Neimba”
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Sei Muchiparidza Paimba Neimba?
    Mibvunzo Inonyanya Kubvunzwa Pamusoro peZvapupu zvaJehovha
  • Kuzivisa Chokwadi cheUmambo
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 32

Rwiyo 32

“Paimba Neimba”

(Mabasa 20:20)

1. Kumba dzose, namasuo,

Toparidza Shoko.

Kumaguta, nemindawo,

“Makwai” odyiswa.

Mashoko oUshe sezvo,

Jesu akareva,

Oparidzwa pasi rose

Nevezera rose.

2. Kumba dzose, namasuo,

Todudza kupona.

Kwouya kuvanodana

Pazita raMwari.

Bva vodana seizita

Risingazi’kanwi?

Mumba dzavo namasuo

Zita’ro roenda.

3. Hapasati paripose

Patinotererwa;

Dzimwe nguva tinotukwa,

Navasingambodi

Zuva raJesu havazi

Vose vaimunzwa;

Wakati “makwai” ake;

Onzwa inzwi rake.

4. Ngatiende kumasuo

Kuparidza ushe.

Kuva “gwai” kana “mbudzi,”

Vanhu vasarudze.

Tingadudza zita rake,

Nezvokwadi yake.

Nokuenda pamasuo,

Towana “makwai.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe