RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 48
  • Ipai Jehovha Rumbidzo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ipai Jehovha Rumbidzo!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuva Rudzii Rwanhu?
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    Imbirai Jehovha
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 48

Rwiyo 48

Ipai Jehovha Rumbidzo!

(1 Vakorinte 3:7)

1. Kudzai Jehovha.

Norudo rwake

Mune basa

iri Rokuzivisa.

Hauna chakowo

Chisiri chipo

Chakabva kunaShe;

Ngaarumbidzwe.

2. Muisei mberi;

Muchizvivanza.

Muchipenyerera

Nawo matenga.

Muchifamba naye,

Mumutsvakise,

Basa rake nguva

dzose ritange.

3. Farirai mose

kubatira She;

Vonga ropafadzo

Yaanokupa.

Mukudze Jehovha,

M’zivise Ushe,

Kusviki ravose

Vakudza Zita.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe