RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 142
  • Tariro Yechisiko Yorusununguko

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tariro Yechisiko Yorusununguko
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Namatai Jehovha Muchiri Vaduku
    Imbirai Jehovha
  • Uyai Muzorodzwe!
    Imbirai Jehovha
  • Uyai Muzorodzwe!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kuva Vakanaka
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 142

Rwiyo 142

Tariro Yechisiko Yorusununguko

(VaRoma 8:21)

1. Chisiko chose chinotambura;

Chokohwa zvachakadyara.

Chinoramba Ja;

Vanhu vanova Pasi pezvinochemedza.

2. M’kukarira ruponeso rwedi,

Totarira kuna Mwari.

Ndiye shamwari Yopa betsero

Kuvose vanogomera.

3. Rusununguko nokudzorerwa

Mhuri yomunhu yowana.

Mwana waMwari Wakazodzerwa

Kusvitsa vanhu kunaJa.

4. Songaniro no“rudzi”rwaMwari

Younza makomborero.

Vanomirira, Vanokarira,

Ushe hwavanoparidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe