RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 125
  • “Jehovha Uri Kurutivi Rwangu”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Jehovha Uri Kurutivi Rwangu”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Rudzi Rutsvene rwaJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsigira Jehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 125

Rwiyo 125

“Jehovha Uri Kurutivi Rwangu”

(Pisarema 118:6)

1. Mwoyo wangu pana Mwari

Wakatsiga zvikuru.

Ndinoda kufamba naye

Ndichimuteerera.

Panzira yokuupenyu

Pangava nenhamowo,

Bva Mwari ari kwandiri.

Rudo rwake rwofadza!

(Korasi)

2. M’nguva ino yakaoma

Kutenda kuchaedzwa.

Ndakakombwa navavengi

Kunge nyuchi dzadenhwa.

Asi ndichakunda bedzi,

Nedziviriro yaJa.

Kuvanoda zita rake

Mwari unovadawo.

(Korasi)

3. Jehovha akudziridza

Rudzi rwake rutsvene.

Vazhinji vanodirana

Kuzoita zva’noda.

Unopa vose tsigiro;

Achifadzwawo navo.

Ngandishingaire navo

Kumwero mukurusa.

(KORASI)

Jehovha ari kwandiri;

Ndichamukudza nguva dzose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe