RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 224
  • “Takurai Joko Rangu”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Takurai Joko Rangu”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Joko Rangu Inyoro Uye Mutoro Wangu Wakareruka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Mateu 11:28-30—“Uyai Kwandiri, . . . Uye Ndichakupai Zororo”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
  • Jesu Akazorodza Vanhu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Zororo Pakunetseka Nepfungwa—mushonga Unoshanda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 224

Rwiyo 224

“Takurai Joko Rangu”

(Mateo 11:28-30)

1. Imi munotambura,

Makadzvinyirirwawo,

Jesu wokudanai:

‘Huyai muzorore.’

2. ‘Ndine mwoyo munyoro,

Handizi wenyika’yi.

Dzidza rudo kwandiri,

Unzvenge makuvenga.’

3. ‘M’toro wangu munyoro,

Joko rangu itsitsi.

Ndinozorodza mwoyo

Kune vakarurama.’

4. Tendeka kuna Kristu.

Achakusimbaradza,

Achabatawo newe,

Uite kuda kwaJa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe