RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 140
  • Kumirira Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kumirira Jehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Rumbidza Jehovha, Mweya Wangu”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku Rinonzi Mariro
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • Kuva Vakanaka
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Haiwa Famba naMwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 140

Rwiyo 140

Kumirira Jehovha

(Mariro 3:22-27)

1. Tsitsi dzenyu dzakakomba

Dzatisvitsa nhasi!

Kunaka’ku kusagume

Zvatom’teverai!

2. Nyasha dzenyu She Jehovha,

Dzoramba dziri’tsva.

Makatendeka zvikuru

Kuvovimba nemi.

3. Zvakanaka kumuduku

Kutakura joko,

Kumirira Mwari wake,

Achimubatira!

4. She Jehovha muri wedu.

Ngatiratidzike

Kuva vanodzidzisika,

Tigokuzivai!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe