RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 49
  • Mwari Mukuru, Jehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mwari Mukuru, Jehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Zviri Mubhuku raMapisarema
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Haiwa Famba naMwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 49

Rwiyo 49

Mwari Mukuru, Jehovha!

(Pisarema 95:3)

1. Mwari, Jehovha, Asingagumi,

Tinokurumbidzai, Tofamba m’nzira dzenyu.

Imimi Baba, Muri Mutongi.

Tine ngava nemi mazuva ose.

Mwari O, makanaka zvikurusa.

Tibatire sezvatofanira.

Tikukudzei, todyisa makwai,

Tichibatirawo negutsikano.

Muri M’tsigiri no M’iti wedu.

Kwam’ri kunobva zvose.

2. Mwari, Jehovha, Mutsvenetsvene,

Towana m’fa ro m’basa, Uko takagoverwa.

M’ri Shongwe yedu, Kunobva simba.

Tovimba nemi nemwoyo nepfungwa.

Mwari O, mune simba uye rudo.

M’chitibatsira hatikoniwi.

Tinozivisawo madonzo enyu

Tichibatira imi moga bedzi.

Muri Nhare, Nhovo noM’batsiri.

Tinovimba nemiwo.

3. Mwari, Jehovha, M’fudzi, M’raidzi,

Zvam’chititarisira, Munoti’tira hanya.

Muri M’ponesi, NeDombo redu.

Touya kwam’ri neminyengetero.

Mwari O, makanaka, mune rupo.

Tinowana nyaradzo kwamuri.

Tokukudzai uye tichaona

kuti m’chava sei wam’noda kuva.

Ishe Jehovha, Wokumusoro,

Hakuna mumwe Mwari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe