RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 34
  • Kurarama Mukuwirirana Nezita Redu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kurarama Mukuwirirana Nezita Redu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    Imbirai Jehovha
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Basa Redu Rokuzvipira
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 34

Rwiyo 34

Kurarama Mukuwirirana Nezita Redu

(Isaya 43:10-12)

1. Jehovha wembiri, nawamasimba,

Wakakwana mukururamisa,

Manyuko ezvokwadi neenjere,

Anotonga saChangamirewo.

Zvuru zvengirozi zvomushumira;

Chisiko choparidzira mbiri.

Isu tiri Zvapupu zvinodiwa;

Tiomerere kuzita redu!

2. Tibatsirei kushandisa nhambo.

Kupa rukudzo kuzita renyu,

Kusanoronda makwara aKristu;

Sezvo toterera mirairo.

Tingwaririre mufambiro wedu,

Parege kumbova noruzvidzo.

Tine ropafadzokuva zvapupu;

Tiomerere kuzita redu!

3. Sezvo topfurira mubasa renyu,

Kushandira pamwe murugare,

Gutsikano youmwari ndeyedu;

Mufarow ozadza mwoyo yedu.

Tirambe takaomera kuzita;

Tizivise zvokwadi kuvanhu;

Kupfu’ra zvose, tounza mufaro,

Kumwoyo wenyu imi Jehovha!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe