RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 90
  • Kunamata Jehovha, Changamire Ishe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kunamata Jehovha, Changamire Ishe
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha Anotanga Kutonga
    Imbirai Jehovha
  • Kufamba Muzita raMwari Wedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rweUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 90

Rwiyo 90

Kunamata Jehovha, Changamire Ishe

(Isaya 2:3)

1. Jehovha She Changamire,

Takadzorerwa zvokwadi.

Chiedza chotipenyera,

Vanhu vokunamatai.

2. Yava nguva yewedzero

Kuvanoshanda m’rugare.

Vanokudza imi Mwari

Muri pachigaro chenyu.

3. Vanhu vasingazorwizve,

Vokoshesa basa dzvene;

Vanokotama norutyo

Vachichengeta mitemo.

4. Tinofara m’zuva renyu,

Umambo pahunodzora!

Jesu wotonga saMambo;

Zvino toimba nom’faro.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe