RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 2
  • Kuteerera Mwari Panzvimbo Pavanhu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuteerera Mwari Panzvimbo Pavanhu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tinofanira Kuva Rudzii Rwanhu?
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Tsvaga Mwari Kuti Ununurwe
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 2

Rwiyo 2

Kuteerera Mwari Panzvimbo Pavanhu

(Mabasa 5:29)

1. Tinoda kufadza Mwari;

Takasiya nyika.

Vakaipa voshamiswa

Hazvitigumburi.

Tinoteerera Mwari

Ndozvatakaronga.

Upenyu nezvatoita

Zvovakirwa pa’ri.

2. Kesari tomupa zvake,

Madzishewo zvavo.

Izvi zvinofadza Mwari

Mwari wechokwadi.

Asi sezvo takatengwa

Tisichiri vedu,

Toterera zano raShe

Rokumubatira.

3. Tikarumbidza Jehovha

Tiine rugare,

Hatiite zvakaipa

Nekakavadzano.

M’ngava toripira Mwari

Tichimubatira.

Nokusatya tosimbisa

Huchangamirehwo.

4. Basa rive rokutanga.

Hatingarambidzwi,

Vazhinji vane nyotawo;

Voda Shoko raJa.

Vanhu vanodzongonyedza

Toziva zvoku’ta.

Tikateerera Mwari

Haambotisiyi!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe