RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 26
  • Kusvitsa Zvinodikanwa zvaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kusvitsa Zvinodikanwa zvaMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Mifaro Nezvibereko Zvebasa Roumambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kurarama Mukuwirirana Nezita Redu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Haiwa Famba naMwari!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mwari Mukuru, Jehovha!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 26

Rwiyo 26

Kusvitsa Zvinodikanwa zvaMwari

(Zvakazarurwa 12:17)

1. Titendeke kuna Mwari,

Tibatise kuperera.

Tizivise imba nemba

Mbiri yezita raMwari.

SeZvapupu tinyaradze

Vachemi kuti vaimbe;

Tivaise chiratidzo,

Vapukunyutswe naMwari.

2. Kana ziso rakanaka,

Tichavawo nezvokwadi.

Mwoyo tikauchengeta,

Tichararama narini.

Tikaparidza zvikuru,

Vazhinji vonzwa zvokwadi.

Tikaruramisa gwara,

Tinozadzwa nomufaro.

3. Tibatsire hama dzedu,

Navavakidzani vedu,

Uye tigare muhumwe,

Navanobatira Mwari.

Tinonyatso kunzwisisa,

Mugariro womufaro.

Tirambe tisina mhaka,

Tigokudzawo Jehovha.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe