RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 9
  • Chikomborero chaJehovha Chinopfumisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chikomborero chaJehovha Chinopfumisa
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kumirira Jehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Munyengetero Wemushumiri waMwari
    Imbirai Jehovha
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Mufaro Wokufamba Nokuvimbika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 9

Rwiyo 9

Chikomborero chaJehovha Chinopfumisa

(Zvirevo 10:22)

1. Mwari anopa makomborero,

Zvatinomubatira (takabatana).

Tinofara kana tikadyara

Shoko rouchenjeri.

2. Nyange zvitambudzo zvichiwanda,

Izvi tinoshivira (zvikuru kwazvo),

Zvatichiona ngonidza Mwari,

Toshinga pamiedzo.

3. Taita zvofanirwa kuitwa,

Kuita zvakanaka (zvakarurama),

Ja Mwari wedu akavimbika,

Isu tichamufadza.

4. Tishingaire savanamati.

Tiwane ropafadzo! (tikomborerwe)

Achawadzanyuratsitsi dzake;

Dzisinawo marwadzo.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe