RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 66
  • Simba Romutsa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Simba Romutsa
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Fadza Jehovha Kupfurikidza Nokuratidza Mutsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Vanhu vaMwari Vanofanira Kuda Mutsa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Kuratidza Mutsa Munyika Ine Utsinye
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Zvaunoita Ngazvitungamirirwe ‘Nemutemo Wemutsa’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 66

Rwiyo 66

Simba Romutsa

(VaRoma 2:4)

1. Tingaonga sei Mwari,

Waratidza mutsa

Kuvosafanirwa nawo,

M’Kristu anoziva.

Nyange ane simba guru,

Anoratidza mufungo.

Mutsa wotiunza kwa’ri

Tobva tatendeka.

2. She pakudzidzisa idi

Waiva munyoro,

Nomutsa wakadzidzisa,

Vaiva vanyoro.

Kudzidzisa norudowo,

Kwozorodza vakaneta,

Vatadzi votendeuka

Nomwoyo nepfungwa.

3. Shoko raMwari rinoti

Ngative nomutsa,

Tive saMwari naKristu

Tigokomborerwa.

Tasangana nezvinetso,

Tinozviwana kazhinji

Kuti m’shonga ndowokuva

Munyoro no mutsa.

4. Tingaita zvakanaka

Kana tikaziva

Kuti mutsa une simba

Risingamboperi!

M’gam’chiri wokomborerwa

Asi zvikuru unopa.

Nomutsa tokudza Mwari,

Wotirara misa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe