RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 120
  • Iva Akatsiga saRute

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Akatsiga saRute
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • “Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • “Kwamunoenda Ndiko Kwandichaendawo”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Pfungwa Huru Dzinobva Mubhuku raRute
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • “Mukadzi Akanaka Kwazvo”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 120

Rwiyo 120

Iva Akatsiga saRute

(Rute 1:15-17)

1. Naomi oti Rute enda,

Kunyange zvisingamufadze.

Asi Rute hadi kudzoka,

Mwoyo wake woda Naomi.

2. ‘Handimbodi kukusiyayi.

Pamuri ndipo pandiriwo.

Pamurere ndipo pandiri.

Apo munofira neniwo.

3. ‘Vanhu venyu ndivo vanguvo,

Mwari wenyu ave wanguwo.

Mwari nga’ite saizvozvo

Asatiparadzanisewo.’

4. Rute akaratidza rudo!

Akagadza muenzaniso.

Ngatiratidze kutsiga’ko.

Tinamatire kuna Mwari.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe