RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 96
  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuva Rudzii Rwanhu?
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kukunda Nyika
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuwana Ushamwari hwaJehovha
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ipai Jehovha Rumbidzo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 96

Rwiyo 96

Kurumbidza Baba Vedu, Jehovha

(Johane 17:4)

1. Ja, chisiko chinoimba

Nezvesimba nembiri.

Makada, ndizvo chisiko

Chiripo chopambiri.

Munopa zvikomborero,

Nezvipo zvakanaka.

Makaita zviprofita

Zvinozadzika zvino.

’She wokudzwa pa’kazvarwa

Nenziyo dzengirozi.

Kupfurikidza naJesu

Akapa dzikinuro!

2. Tinoona Mwana wenyu

Achizadzika basa,

Pano pasi wakakunda

Akachinjawo vanhu,

Sa’She ari pachigaro

Anopa mirairo,

Yokuzivisa madonzo

Enyu kurudzi rwose,

Vanhu venyu tinofara

Nokuimba nom’faro:

“She Jehovha, wechiedza,

Achabvisa kushuwa.”

3. Ngati’mbe rumbidzo yenyu,

Tichida kumufadza.

Isu tozvitsaurira,

Ndokukubatirai.

Totsigira zita renyu,

Ndokupedzisa basa.

Rudo rwusambotonhore,

Pamwe neshingairo.

Nemwoyo nepfungwa zvedu

Tinokubatirai.

“Kurumbidza zita renyu

Ticharamba tichi’ta.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe