RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 170
  • “Mwari Ngaawanikwe Ari Wechokwadi”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwari Ngaawanikwe Ari Wechokwadi”
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Vadzidzisei Kumira Vakasimba
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Vadzidzisei Kumira Vakasimba
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Upenyu hwaPiyona
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 170

Rwiyo 170

“Mwari Ngaawanikwe Ari Wechokwadi”

(VaRoma 3:4)

1. Jehovha ndewazvokwadi;

Hamborevi nhema.

Tinotsamira paari;

Haambozvirambi.

Iye ave wezvokwadi

Vanhu vave nhema.

Zvokwadi yake yogara

Nokusingagumi.

2. Mwari pakutuma dangwe

Ri’te kuda kwake,

Jesu akabvumikisa

Mwari kuva wedi.

Kuda kwaMwari nom’temo

Akazvichengeta.

Akada zvakarurama

Achifudza vanhu.

3. Vanhu vakaseka Shoko

Vakada zvenhema,

Mwari nga’ve wezvokwadi;

Tomira kwaari.

Isu toparidza Shoko

Tinoriterera.

Tinoda zvokwadi dzaro,

Toterera Shoko.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe