RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 51
  • Kufadza Mwoyo waJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kufadza Mwoyo waJehovha
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kufadza Mwoyo waJehovha
    Imbirai Jehovha
  • Kufadza Mwoyo waJehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Unonzwa Sei Nebasa Iri?
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 51

Rwiyo 51

Kufadza Mwoyo waJehovha

(Zvirevo 27:11)

1. Mwari mukurukuru’mi;

Tinoita basa renyu.

Tichavawo nomugove

Kuzivisa rudo rwenyu.

2. Tisabve kwamuri Mwari;

Satani ave wenhema.

Nheyo dzenyu nemitemo

Tifarire nguva dzose.

3. “Muranda” akatendeka,

Anobetsera panjere,

Anopa zvakakodzera,

Saka tinosimbaradzwa.

4. Tipeiwo simba renyu,

Tirambe takatendeka

Nemichero yerumbidzo,

Tigofadza mwoyow enyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe