RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 173
  • Rudo—Chisungo Chakakwana Chohumwe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rudo—Chisungo Chakakwana Chohumwe
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Vakwa Norudo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Zvatingaita Kuti Kudanana Kwedu Kurambe Kwakasimba
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • “Rambai Muchifamba Murudo”
    Swedera Pedyo naJehovha
  • Rudo Rwako Rwakakura Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 173

Rwiyo 173

Rudo—Chisungo Chakakwana Chohumwe

(VaKorose 3:14)

1. Rudo rwatonhora kwazvo

M’nguva’yi yom’gumo.

Tive norudo rwakare

Tisatonhorewo.

Tikatevedzera Mwari,

Tichavapa vose

Rudo Ja akaratidza

Runobva pamwoyo.

2. Rudo rusinganyengeri,

Rudo rukurusa,

Ngatisakurire kwazvo

Tichirwuratidza.

Tiedze kusvika mwoyo

Wedzihama dzedu.

Tide vodiwa naMwari

Navakakodzera.

3. Zvatsika’yi inopera

Rudo rubatane.

Rudo urwo tiinarwo

Ngatibatisise.

Chidakadaka, unyoro

Zvinokosha kwazvo.

Tobatanidzwa sehama,

Kusvika tapedza.

4. Ukama kwahwo naMwari

Hwobudiririsa

Pakudawo vamwe sesu

M’nguva dzakaoma.

Rudo ruve rwakadzama

Norwapachokwadi.

Chisungo chohumwe zvino

Rudo rworatidza.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe