RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 183
  • Nzvimbo Yepwere Mugadziriro yaMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nzvimbo Yepwere Mugadziriro yaMwari
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kuita Kuti Tibudirire
    Imbirai Jehovha
  • Kutsvaga Shamwari Dzerugare
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kutsvaka Shamwari Dzorugare
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
  • Chishamiso Choupenyu
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 183

Rwiyo 183

Nzvimbo Yepwere Mugadziriro yaMwari

(Pisarema 148:12, 13)

1. Wose ane nzvimbo m’gadziriro yaJa.

Vakuru navaduku ngavam’kudze.

Kudavidza kwepwere kunoorora,

Zvadzinozivisa Umambo kwose.

Uchapupu hwadzo hunobudirira,

Dzakatsvinda uye dzinozvibata!

Dzinokosha zvadzinobatira Mwari;

Dzinopawo mufaro kuvakura.

2. Vaduku vose vanoziva Jehovha,

Richava zuva rinofadza sei!

Funga zvichawanwa munguva yemberi

—Upenyu kuna vose m’Paradhiso!

Tiri kuraramawo mudzvinyiriro

Inobva m’tsika ino ichaguma.

Ngatirwe nesimba, kwazvo tiikunde;

Kuvimbika kuUshe kunokosha.

3. Vanowana shamwari pavanhu vaJa.

Vangadirei shamwari dzenyika?

Ngavabatanidzwe m’zvinhu zvinokosha,

Kuti vatsamire pashoko raJa.

Pwere ngadzibatsirwe navanodzida,

Dzivaudze zvinhu zvinodzinetsa.

Shamwari yavo huru ndiShe Jehovha;

Anonzwisisa uye ane ngoni.

4. Tiri mitezo yeungano yaKristu,

UkoKristu anogovera zvose.

M’ruvimbiko tive parutivi rwake;

Titerere zano ra’nopa rose.

Tisamboiswa muforoma yenyika;

Shoko raJa riti’te vakachena.

Isu tose ngative vakatendeka;

Kumukudza kuchareva upenyu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe