RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 113
  • Tiri Zvapupu zvaJehovha!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tiri Zvapupu zvaJehovha!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tiri Zvapupu zvaJehovha!
    Imbirai Jehovha
  • Tiri Zvapupu zvaJehovha!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 113

Rwiyo 113

Tiri Zvapupu zvaJehovha!

(Isaya 43:10-12)

1. Vanoita vamwari,

Bva havazivi Mwari.

Wamasimba ose,

Wozviratidza.

Vamwari havaoni

Zvomunguva yemberi.

Havachina zvapupu kwete,

Hazvidi humwari hwavo.

(Korasi)

2. ‘Muri zvapupu zvangu’;

‘Musatya vamwarivo.

Ndini She Jehovha,

NaChangamire.

Ndakakunu nurai

Musina mumwemwari.

Paridzai zita’ri kwose;

Bvumikisai zvamuri.

(Korasi)

3. Kupupura zita’ri,

Kworibvisa mutukwo.

Asi kwonyevera

Voshora Mwari.

Vanhu voregererwa,

Vanodzoka kunaShe.

Kupupura kwopa mufaro

Netariro youpenyu.

(KORASI)

Tiri zvapupu zvaJa;

Toreva nokusatya.

Ndiye Mwari wechiprofita;

Anoreva zvokwadi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe