RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 43
  • Pamberi, Imi Vashumiri Voumambo!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pamberi, Imi Vashumiri Voumambo!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Pamberi Imi Vashumiri voUmambo!
    Imbirai Jehovha
  • Pamberi Imi Vashumiri veUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 43

Rwiyo 43

Pamberi, Imi Vashumiri Voumambo!

(2 Timotio 4:5)

1. Ngatiparidzire Umambo

Munyika iri yose.

Norudo rwomuvakidzani,

Tibatsire vanyoro.

Kuti basa redu rikudzwe

Tingwarire mupfekero.

Ushumiri ndehwoukoshi;

Tinorumbidza Jehovha.

(Korasi)

2. Vadzidzi vatsva vopfurira

Vachitsvaka upenyu.

Tikanganwe vatakasiya,

Tisimbiswe neShoko.

Zvatotakura Shoko raJa

Tisiyane nenyikayi.

Kwakakodzera vanhu vaJa

Kuti vatize nyika’yi.

(Korasi)

3. Tosengatifambire mberi,

Vakasara navamwe.

Vakuru, vaduku, vakadzi,

Vorambira m’zvokwadi.

Tine ushumiri hutsvene

Hwatinoshuva kukudza.

Hwonyaradza vanoda idi

Nokukudzawo Jehovha.

(KORASI)

Ngatiende,

Tiparidzire mashoko oUshe.

Tipfurire,

Kuramba takavimbika kunaJa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe