RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 144
  • Tinofanira Kuva Nokutenda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kuva Nokutenda
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuva Nokutenda
    Imbirai Jehovha
  • Tinofanira Kuva Nekutenda
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 144

Rwiyo 144

Tinofanira Kuva Nokutenda

(vVaHebheru 10:39)

1. Kazhinji She akataura kare

Nokuvaprofita vake vapasi.

Ndokuzotaura nokuna Kristu;

Nokupa ngwariro tichachengetwa.

(Korasi)

2. Tisarase vara rokutaura,

Tinoda ushingi pakuparidza.

Nokutenda tikatevera Kristu,

Jehovha achatipa mubairo.

(Korasi)

3. Hatidzoki shure kuzoparadzwa,

Bva tiri vabatiri vaangada.

Nyange vavengi vachitimukira,

Ticharamba tichitenda Jehovha.

(KORASI)

Tive noku tenda kuri m’Bhaibheri.

Tivake kutenda tipone muhondo.

Ko kutenda kwedu kune mabasa?

Ndiko kutenda kunoponesa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe