RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 29
  • Pamberi, Imi Zvapupu!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pamberi, Imi Zvapupu!
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    Imbirai Jehovha
  • Shingai, Imi Zvapupu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Pamberi, Imi Vashumiri Voumambo!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 29

Rwiyo 29

Pamberi, Imi Zvapupu!

(Ruka 16:16)

1. Kusimba nerundo munguva dzino,

Vashumiri vanodzivirira shoko.

Nyange Satani achiganza,

Musimba raShe havaregi.

(Korasi)

2. Ruramisiro neidi havadi.

Vavengi vanorambidza zita raJa.

Ivo vachadzorerwa kwavo

NamaKristu anoushingi.

(Korasi)

3. Varwi vaJa musada zvemifarwa.

Nyika navabati ushe hamufadzi;

Imi hamudi kusvibiswa,

Munoramba makaperera.

(KORASI)

Pfuurirai Zvapupu makasimba!

Farai mugoverane mubasa’ri!

Zivisai kwose nezveTsika’tsva.

Ropafadzo dzayo hadzigumi!

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe