RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 106
  • Ngatingwarire Kufamba Kwedu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ngatingwarire Kufamba Kwedu
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Unoziva Here Kuti Inguvai?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • “Rambai Makarinda”—Awa Yokutonga Yasvika!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Chikonzero Nei Zvapupu zvaJehovha Zvichiramba Zvichirinda
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • “Rambai Makarinda”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 106

Rwiyo 106

Ngatingwarire Kufamba Kwedu

(VaEfeso 5:15)

1. Tingwaririre Kufamba kwedu,

Tingwarire nokuchenjera,

Tichitenga nguva yedu,

ZvoSatani wotonga.

Tingwaririre Mataurire,

Tingwarire nokuchenjera.

2. Tingwaririre Mharidzo dzedu,

Tichikurudzira vanyoro.

Nokufunda kwedu navo,

Tovayamura vose.

Tingwaririre Zvatodzidzisa,

Tichivayamura kumira.

3. Tingwaririre Makwazisire

Kana tiri muhushumiri.

SaKristu Mufudzi wedu,

Tarisira “makwai.”

Tingwaririre Zvatinoita,

Kuti tisagumbura vamwe.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe