RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ssb rwiyo 213
  • Kushandira Pamwe Chete Muchinzwano

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kushandira Pamwe Chete Muchinzwano
  • Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Mashoko Akafanana
  • Kushanda Takabatana
    Imbirai Jehovha
  • Kushanda Takabatana
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mhuri yaJehovha Inofarikanya Chinzwano Chinokosha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1996
  • Kubatana kwevaKristu Kunokudza Mwari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ssb rwiyo 213

Rwiyo 213

Kushandira Pamwe Chete Muchinzwano

(VaEfeso 4:3)

1. Ngatishande muchinzwano.

Tirege uzvimiriri.

Chinzwano nohumwe m’pfungwa

Zvinopa rugare (rukurusa).

Chinzwano chinopa

Chikomborero (chatinowana).

Kana takapiwa mano,

Hatifaniri kudada.

Nomwero pamwe norudo,

Tirumbidze Mwari.

2. Kakavadzano negodo,

Ruvengo zvikuru m’nyika.

Tinorondawo rugare

Irwo rwozorodza (kunge dova).

Rugare sedova

Rwunozorodza (zvikuru kwazvo).

Kakavadzano ikam’ka;

Tinoziva tinotadza!

Tikurumidze kupedza.

Tichengete humwe.

3. Zvatoshanda pamwe chete,

Ngatiratidze chinzwano.

Chakanakisa zvikuru

Ngatichide kwazvo (chinzwano’chi).

Chinzwano tochida,

Chakanakisa (kwatiri tose).

Chinzwano chotusa kwazvo

—Ndizvo togara naMwari.

Takadzorerwa rugare,

Pasi paShe wedu.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe