RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 54
  • Tinofanira Kuva Nokutenda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tinofanira Kuva Nokutenda
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Tinofanira Kuva Nekutenda
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Tinofanira Kuva Nokutenda
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ratidza Kutenda Kwako Mune Zvakavimbiswa naJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • “Tiwedzereiwo Kutenda”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 54

Rwiyo 54

Tinofanira Kuva Nokutenda

Rakaprindwa

(VaHebheru 10:38, 39)

1. Mwari akataura kazhinji

Nokuvaprofita vake.

Nhasi anoti, ‘Mose pfidzai,’

Achishandisa Jesu.

(KORASI)

Tinonyatsotenda here?

Nokutenda tichapona.

Ngatitende nemabasa!

Ndiko kutenda kunoponesa.

2. Tinofara kuterera Kristu.

Tichiparidza Umambo.

Tinongwarira matauriro;

Hativanzi chokwadi.

(KORASI)

Tinonyatsotenda here?

Nokutenda tichapona.

Ngatitende nemabasa!

Ndiko kutenda kunoponesa.

3. Nokutenda tinova nesimba;

Hatizombodzoki shure.

Nyange tingavawo nevavengi,

Tava pedyo kupona.

(KORASI)

Tinonyatsotenda here?

Nokutenda tichapona.

Ngatitende nemabasa!

Ndiko kutenda kunoponesa.

(Onawo VaR. 10:10; VaEf. 3:12; VaH. 11:6; 1 Joh. 5:4.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe