RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 113
  • Kuonga Shoko raMwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuonga Shoko raMwari
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuonga Shoko raMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mweya Maererano neBhaibheri
    Chii Chinoitika Kwatiri Patinofa?
  • Une Mweya Usingafi Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2007
  • “Tendai Zvese Zvamunoitirwa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 113

Rwiyo 113

Kuonga Shoko raMwari

Rakaprindwa

(VaFiripi 2:16)

1. Totenda zvikuru Baba Jehovha,

NeMagwaro enyu amakatipa!

Vanyori vawo makavapa pfungwa dzenyu.

Shoko renyu rinotidzidzisawo.

2. Mashoko aro anofadza vanhu.

Vaprofita venyu vaiva sesu.

Tinodzidza kwavari kuva nokutenda.

Tinozorodzwa mwoyo, uye mweya.

3. Shoko renyu rine simba zvikuru,

Rinobayawo kusvika mukati.

Rinoongorora zviri mumwoyo medu.

Rinoruramisa, rinopa njere.

(Onawo Pis. 119:16, 162; 2 Tim. 3:16; Jak. 5:17; 2 Pet. 1:21.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe