RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 34
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuita Zvinoenderana Nezita Redu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kurarama Mukuwirirana Nezita Redu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Basa Redu Rekuzvipira
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Basa Redu Rokuzvipira
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 34

Rwiyo 34

Kuita Zvinoenderana Nezita Redu

Rakaprindwa

(Isaya 43:10-12)

1. Jehovha mune simba hamugumi;

Makakwana mukururamisa.

Muridzi wechokwadi newenjere;

Ndimi changamire wokudenga.

Tinofanira kukushumirai,

Tozivisa chokwadi cheUshe.

(KORASI)

Ropafadzo yedu kuva Zvapupu

Zvi’to zvienderane nezita!

2. Kushandira pamwe mubasa dzvene

Kwobatanidza hama murudo.

Kudzidzisa nezvokukudzwa kwenyu

Kwotifadza pamunorumbidzwa.

Kudanwa nezita renyu Jehovha,

Kwowedzera mbiri yenyu Baba.

(KORASI)

Ropafadzo yedu kuva Zvapupu

Zvi’to zvienderane nezita!

(Onawo Dheut. 32:4; Pis. 43:3; Dhan. 2:20, 21.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe