RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 56
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rwiyo Kuno Wokumusorosoro
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 56

Rwiyo 56

Inzwaiwo Munyengetero Wangu

Rakaprindwa

(Pisarema 54)

1. Baba inzwai, rwiyo rwangu.

Mwari wangu; ndogara nemi.

Zita renyu, iguru chose.

(KORASI)

Jehovha wenyasha ndinzwei.

2. Mazvita nezuva ranhasi.

Mandipa upenyu nenzira.

Mandifadza norudo rwenyu.

(KORASI)

Jehovha wenyasha ndinzwei.

3. Ndoda zvinhu zvakarurama!

Ndifambisei muchiedza.

Ndoda simba ndazoremerwa.

(KORASI)

Jehovha wenyasha ndinzwei.

(Onawo Eks. 22:27; Pis. 106:4; Jak. 5:11.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe