RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 63
  • Ngatirambei Takavimbika

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ngatirambei Takavimbika
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Ngatirambei Takavimbika
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Unofarira Rudo Rwakavimbika Sezvinoita Jehovha Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Jehovha Ane Rudo Rwokuvimbika Kwazvo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 63

Rwiyo 63

Ngatirambei Takavimbika

Rakaprindwa

(Pisarema 18:25)

1. Tivimbike kuna Mwari,

Tinoda kuvimbika.

Zvatakazvitsaurira,

Tinoda mirayiro.

Zano rake rakanaka,

Tichariteerera.

Akavimbika; tivimbe

Naye tisamusiya.

2. Tivimbike kuhama dzedu

Nguva dzezvinetso.

Tigare tine hanya nadzo

Tichivimba nadzo.

Tiremekedzewo hama,

Tidzikudze pamwoyo.

Tibatanidzwe neShoko;

Tirambe takadaro.

3. Tivimbe nehama dzedu

Padzinotungamira.

Dzatiudza zvokuita,

Tinyatsoteerera.

Chikomborero nesimba

Achatipa Jehovha.

Tavimbika, tatendeka,

Tichava vaJehovha.

(Onawo Pis. 149:1; 1 Tim. 2:8; VaH. 13:17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe