Rwiyo 64
Ita Kuti Chokwadi Chive Chako
Rakaprindwa
1. Nzira yechokwadi ndiyo yakanaka,
Sezvo uchizviraramira.
Teerera zano raJehovha Mwari;
Bvuma zvaanotaura.
(KORASI)
Bvuma chokwadi,
Uye uchishandise.
Jehovha aku—
fadze, waita
Chokwadi chive chako.
2. Nguva nesimba zvauri kushandisa
Mubasa iri roUmambo
Zvichakupa upenyu husingaperi;
Upenyu hwakanakisa.
(KORASI)
Bvuma chokwadi,
Uye uchishandise.
Jehovha aku—
fadze, waita
Chokwadi chive chako.
3. Kuna Jehovha tose tiri vaduku,
Tinoda kutungamirirwa.
Saka famba naMwari mazuva ose,
Iye akukomborere.
(KORASI)
Bvuma chokwadi,
Uye uchishandise.
Jehovha aku—
fadze, waita
Chokwadi chive chako.
(Onawo Pis. 26:3; Zvir. 8:35; 15:31; Joh. 8:31, 32.)