RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 106
  • Kuva Shamwari yaJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuva Shamwari yaJehovha
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Kuva Shamwari yaJehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Mwari Anokukoka Kuti Uve Shamwari Yake
    Unogona Kuva Shamwari yaMwari!
  • Jehovha—Muzivikanwi Wako Kana Kuti Shamwari Yako Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
  • Nei Ndisingagoni Kuchengeta Shamwari?
    Mukai!—1996
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 106

Rwiyo 106

Kuva Shamwari yaJehovha

Rakaprindwa

(Pisarema 15)

1. Ndiani angava

M’tende renyu Mwari,

Ave shamwari yovimbika,

Anokuzivai?

Ndevaya vanonzwa

Shoko nokutenda,

Uye vaya vakarurama,

Vari muchokwadi.

2. Ndiani anganzi

Ishamwari yenyu

Anoita kuti Mufare,

Mom’ziva nezita?

Ndevaya vanoda

Shoko renyu Mwari

Uye vaya vakatendeka,

Vanokukudzai.

3. Tokanda zvinetso,

Todurura mwoyo,

Tiri pedyo nemi, murudo,

Munotipa zvose,

Ushamwari nemi

Huve hwakasimba.

Ndimi moga shamwari yedu,

Inopfuura vose.

(Onawo Pis. 139:1; 1 Pet. 5:6, 7.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe