RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 108
  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Rumbidzai Jehovha Nekuda kweMwana Wake, Muzodziwa
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidza Jah Pamwe Neni
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Tichaenda Nemi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 108

Rwiyo 108

Rumbidzai Jehovha Nokuda kwoUmambo Hwake

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 21:2)

1. Mwari akazodza Jesu

Kuti atonge vanhu.

Iye anoruramisira,

Kuda kwaMwari kwoitwa.

(KORASI)

Vanhu rumbidzai Jehovha,

Rumbidzai Jesu Mambo,

Muchimutevera nguva dzose,

Imi makwai ake.

Vanhu rumbidzai Jehovha

Nokuda kwoMuzodziwa

Akazodzerwa kuti akudze

Zita dzvene raMwari.

2. Hama dzaKristu dzodanwa.

Dzinoberekwa patsva.

Vachatonga semadzimambo

Vagounza Paradhiso.

(KORASI)

Vanhu rumbidzai Jehovha,

Rumbidzai Jesu Mambo,

Muchimutevera nguva dzose,

Imi makwai ake.

Vanhu rumbidzai Jehovha

Nokuda kwoMuzodziwa

Akazodzerwa kuti akudze

Zita dzvene raMwari.

(Onawo Zvir. 29:4; Isa. 66:7, 8; Joh. 10:4; Zvak. 5:9, 10.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe