RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 127
  • Nzvimbo Ine Zita Renyu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nzvimbo Ine Zita Renyu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Nzvimbo Ine Zita Renyu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Inzwaiwo Munyengetero Wangu
    Imbirai Jehovha
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 127

Rwiyo 127

Nzvimbo Ine Zita Renyu

Rakaprindwa

(1 Makoronike 29:16)

1. Jehovha, matikudza kwazvo,

Kukuvakirai imba.

Tinokupai nomufaro,

Mbiri yenyu iwedzere.

Chero zvatingakupaiwo,

Zvangogara zviri zvenyu.

Basa, simba uye unyanzvi,

Tokupai nomufaro.

(KORASI)

Tokupai imba iyi,

Vazive zita renyu.

Toitsaurira imi;

Tambirai ndeyenyu.

2. Toda kukukudzai Baba,

Tokurumbidzai muno.

Rumbidzwai nokuwedzera

Kwevanodzidza nezvenyu.

Tichakunamatai muno,

Tichanyatsoichengeta.

Ive uchapupu narini,

Ive chapupu kuvanhu.

(KORASI)

Tokupai imba iyi,

Vazive zita renyu.

Toitsaurira imi;

Tambirai ndeyenyu.

(Onawo 1 Madz. 8:18, 27; 1 Mak. 29:11-14; Mab. 20:24.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe