RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 134
  • Ona Uripo Zvose Zvava Zvitsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ona Uripo Zvose Zvava Zvitsva
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zvione Uripo, Zvese Zvava Zvitsva
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rweUmambo!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Uyai Tiimbe Rwiyo rwoUmambo!
    Imbirai Jehovha
  • Kudzai Jehovha
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 134

Rwiyo 134

Ona Uripo Zvose Zvava Zvitsva

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 21:1-5)

1. Fungidzira tiri tose;

Ona tirimo munyika itsva.

Fungidzira tichifara,

Kugara tiri murugare.

Mwari haakundikani

Achaparadza vakaipa

Nyika itsva ichange yazosvika,

Ticharumbidza Ishe nemwoyo wose:

(KORASI)

“Jehovha Mwari makazonaka!

Mazoita zvinhu zvose zvitsva.

Mwoyo yedu izere nokurumbidza;

Kukudzwa, kurumbidzwa ndezvenyu moga.”

2. Chizviona tiri tose;

Tarira mberi kunyika itsva.

Zvinhu zvose zvinotyisa

Hazvizovi munyika itsva

Zvinhu zvose zvazadziswa;

Tende rake riri pavanhu.

Achamutsa vakarara murufu;

Ticharumbidza Ishe navo tichiti:

(KORASI)

“Jehovha Mwari makazonaka!

Mazoita zvinhu zvose zvitsva.

Mwoyo yedu izere nokurumbidza;

Kukudzwa, kurumbidzwa ndezvenyu moga.”

(Onawo Pis. 37:10, 11; Isa. 65:17; Joh. 5:28; 2 Pet. 3:13.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe