RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 42
  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • ‘Batsirai Vaya Vasina Simba’
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • “Munofanira Kubatsira Vasina Simba”
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Ivai Norudo Pakati Penyu’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • “Pandinenge Ndisina Simba, Ndipo Pandiine Simba”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 42

Rwiyo 42

‘Batsirai Vaya Vasina Simba’

Rakaprindwa

(Mabasa 20:35)

1. Tose tinokanganisa

Kakawanda.

Jehovha anongotida

Takadaro.

Ane mutsa kwazvo,

Rudo rwakasimba.

Norudo rwakadai

Batsira vamwe.

2. Pauro akatsigira

vakaneta.

Takatengwa neropa,

Tive vapenyu.

Vasina kusimba,

Mwari osimbisa.

Ticheme pamwe navo,

Tivanyaradze.

3. Panzvimbo pokushora,

Tizive kuti

Tingavasimbisawo

Nomutsa wedu.

Tishingairire

Kuvakurudzira.

Patinovatsigira

Vachanyaradzwa.

(Onawo 2 VaK. 11:29; Isa. 35:3, 4; VaG. 6:2.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe