RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 119
  • Uyai Muzorodzwe!

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uyai Muzorodzwe!
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Uyai Muzorodzwe!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Ndinoda Kutungamirirwa naMwari
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kugadzirira Kunoparidza
    Imbirai Jehovha—Nziyo Itsva
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 119

Rwiyo 119

Uyai Muzorodzwe!

Rakaprindwa

(VaHebheru 10:24, 25)

1. Tiri munyika isingadzoreki;

Haizivi nezvaMwari.

Tinoda nhungamiro yakanaka;

Hatingambokundi toga.

Misangano yedu inozorodza;

Inosimbisa kutenda.

Inotikurudzira zvakanaka,

Uye inotipa simba.

Inotidzidzisa zvakarurama;

Tinobva tada chokwadi.

Hatizoregi zvinoda Jehovha;

Tichaita kuda kwake.

2. Jehovha anoziva zvatinoda;

Ngatimuteererei.

Ngatitenge nguva yokuungana

Tiratidze uchenjeri.

Patinodzidziswa nehama dzedu,

Ticharatidza kutenda.

Tinoziva kuti hatisi toga,

Hama dzinotitsigira.

Tichimirira nguva iri nani,

Ngatiunganei nadzo.

Tinobva tadzidziswa kurarama

Nouchenjeri hwaMwari.

(Onawo Pis. 37:18; 140:1; Zvir. 18:1; VaEf. 5:16; Jak. 3:17.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe