RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 14
  • Zvinhu Zvose Zvinoitwa Zvitsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvinhu Zvose Zvinoitwa Zvitsva
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinhu Zvose Zvinoitwa Zvitsva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • ‘Kuita Kuti Zvinhu Zvese Zvive Zvitsva’
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Upenyu Husina Mugumo—Pakupedzisira!
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Upenyu Husingaperi Hunopikirwa
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 14

Rwiyo 14

Zvinhu Zvose Zvinoitwa Zvitsva

Rakaprindwa

(Zvakazarurwa 21:1-5)

1. Mwari otonga to’na “zviratidzo.”

Mwana wake ava pachigaro.

Akakunda hondo yokudenga;

Kuda kwaMwari kuchaitika.

(KORASI)

Farai tende raMwari

Rava pakati pevanhu.

Kurwadziwa kwose kwapera,

Nokusuwa zvose nokufa.

She ati: ‘Zvose zvichava zvitsva.’

Mashoko echokwadi.

2. Jerusarema Idzva roonekwa,

Mwenga weGwayana uchipenya.

Apfeka zvishongo zvinokosha,

Jehovha ndiye chiedza chake.

(KORASI)

Farai tende raMwari

Rava pakati pevanhu.

Kurwadziwa kwose kwapera,

Nokusuwa zvose nokufa.

She ati: ‘Zvose zvichava zvitsva.’

Mashoko echokwadi.

3. Vanhu vachafadzwa neguta iri,

Richavhurwa siku nesikati.

Marudzi achafamba m’chiedza,

Isu vashumiriwo tipenye.

(KORASI)

Farai tende raMwari

Rava pakati pevanhu.

Kurwadziwa kwose kwapera,

Nokusuwa zvose nokufa.

She ati: ‘Zvose zvichava zvitsva.’

Mashoko echokwadi.

(Onawo Mat. 16:3; Zvak. 12:7-9; 21:23-25.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe