RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • sn rwiyo 23
  • Jehovha, Simba Redu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha, Simba Redu
  • Imbirai Jehovha
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha, Simba Redu
    Imbirai Jehovha
  • Jehovha, Simba Redu Noumhare Hwedu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Ipapo Vachaziva
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Kuonga Shiviro Youmwari
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
Ona Zvimwe
Imbirai Jehovha
sn rwiyo 23

Rwiyo 23

Jehovha, Simba Redu

Rakaprindwa

(Isaya 12:2)

1. Jehovha wenyasha, simba redu,

Muponesi, tinofara nemi.

Tiri Zvapupu zvezita renyu;

Vanhu vanganzwa kana kuramba.

(KORASI)

Jehovha Dombo nesimba redu,

Zita renyu torizivisa.

Jehovha wembiri nemasimba

Tovanda kwamuri, Nhare yedu.

2. Tinofadzwa nechiedza chenyu;

Chinoratidza chokwadi chenyu.

MuMagwaro tinonzwa mirau;

Tinotsigira Umambo hwenyu.

(KORASI)

Jehovha Dombo nesimba redu,

Zita renyu torizivisa.

Jehovha wembiri nemasimba

Tovanda kwamuri, Nhare yedu.

3. Tofara kuita kuda kwenyu,

Nyange Satani angatishora.

Angauraya, tibatsirei

Tishinge kusvika pamugumo.

(KORASI)

Jehovha Dombo nesimba redu,

Zita renyu torizivisa.

Jehovha wembiri nemasimba

Tovanda kwamuri, Nhare yedu.

(Onawo 2 Sam. 22:3; Pis. 18:2; Isa. 43:12.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe