KURARAMA KWECHIKRISTU
Ramba Wakavimbika Kana Hama Yako Ikadzingwa
Ona vhidhiyo inonzi Tsigira Zvinotaurwa naJehovha Wakavimbika—Siyana Nevanhu Vanoita Zvakaipa Vasingapfidzi, wozopindura mibvunzo iyi:
Muedzo upi wakasangana nevabereki vaSonja?
Chii chakavabatsira kuti varambe vakavimbika?
Kuramba vakavimbika kuna Jehovha kwakabatsira sei Sonja?