RWIYO 60
Kana Vachida Upenyu
Rakaprindwa
1. Gore rino
rekufarirwa, tovaudza:
‘Zuva rehasha dzake
riya rava pedyo.’
(KORASI)
Vachapona, kwete vega;
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vate’rera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
2. Tiri kuparidza
kwese kuti vauye
Vayanane naMwari;
Tinovakumbira.
(KORASI)
Vachapona, kwete vega;
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vate’rera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
3. Yapera, nguva yacho,
Yekuti vanzwe, vapone.
Saka tovadzidzisa
Chokwadi chinoponesa.
(KORASI)
Vachapona, kwete vega;
Nesuwo tichapona.
Vachapona, vate’rera,
Ngatiparidzire vese
Chokwadi.
(Onawo 2 Mak. 36:15; Isa. 61:2; Ezek. 33:6; 2 VaT. 1:8.)