RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • rr pp. 140-141
  • Temberi Dzakasiyana, Zvidzidzo Zvakasiyana

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Temberi Dzakasiyana, Zvidzidzo Zvakasiyana
  • Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • Temberi Yakaratidzwa Ezekieri:
  • Temberi Huru Yemweya:
  • Koshesa Ropafadzo Yako Yekunamata Mutemberi yaJehovha Yemweya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • ‘Tsanangura Zvakaita Temberi’
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • “Uyu Ndiwo Mutemo Wetemberi Yacho”
    Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
  • Chikomborero chaJehovha pa“Nyika” Yedu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
Ona Zvimwe
Jehovha Anodzorera Kunamata Kwakachena
rr pp. 140-141
Mapikicha: 1. Mhuka dzaipiwa sezvibayiro patemberi yakaonekwa naEzekieri muchiratidzo. 2. Jesu ari padanda rekutambudzirwa.

BHOKISI REKUDZIDZISA 13A

Temberi Dzakasiyana, Zvidzidzo Zvakasiyana

Temberi Yakaratidzwa Ezekieri:

  • Inotsanangurwa naEzekieri kuvaJudha vainge vakatapwa kuBhabhironi

  • Ine atari inopisirwa zvibayiro zvakawanda

  • Inoratidza zvinhu zvakarurama zvinotarisirwa naJehovha pakumunamata

  • Chatinonyanya kudzidza pairi kudzorerwa kwekunamata kwakachena kwakatanga muna 1919

Temberi Huru Yemweya:

  • Inotsanangurwa naPauro kuvaKristu vechiHebheru

  • Ine atari pakapirwa chibayiro chimwe chete, “kamwe chete zvikabva zvakwana” (VaH. 10:10)

  • Inoratidza zvinhu zvemweya zvaimiririrwa netebhenekeri netemberi; urongwa hwaJehovha hwekunamata kwakachena hunovapo pachishandiswa chibayiro cherudzikinuro chaKristu

  • Chatinonyanya kudzidza pairi ibasa rakaitwa naKristu seMupristi Mukuru anopfuura vamwe vese kubva muna 29 kusvika muna 33 C.E.

Chitsauko 13, ndima 7-14

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe