Zviri Mukati
January 15, 2012
© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA
FEBRUARY 27, 2012–MARCH 4, 2012
VaKristu Vechokwadi Vanoremekedza Shoko raMwari
PEJI 4 • NZIYO: 113, 116
MARCH 5-11, 2012
Dzidza Kurinda Kubva Kuvaapostora vaJesu
PEJI 9 • NZIYO: 125, 43
MARCH 12-18, 2012
Dzidza Kubva ‘Pakuumbwa Kwakaitwa Chokwadi’
PEJI 16 • NZIYO: 107, 13
MARCH 19-25, 2012
Kupa Jehovha Zvibayiro Zvomweya Wose
PEJI 21 • NZIYO: 66, 56
MARCH 26, 2012–APRIL 1, 2012
Upristi hwoUmambo Huchabatsira Vanhu Vose
PEJI 26 • NZIYO: 60, 102
CHINANGWA CHEMAGAZINI INO
NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 4-8
Nyaya ino icharatidza zvakaitwa nevaKristu vemwoyo wose mumakore akawanda akapfuura kuti vatungamirirwe neShoko raMwari. Nyaya yacho inosimbisa rugwaro rwedu rwegore rwa2012.
NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 9-13
Nyaya ino inokurukura zvidzidzo zvitatu zvatinowana kuvaapostora nevamwe vaKristu vomuzana remakore rokutanga panyaya yokuramba takarinda. Chidzidzo chino chinofanira kuita kuti titsunge kupupura nezveUmambo hwaMwari.
NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 16-25
Mutemo waMosesi waiti vaIsraeri vaifanira kupa Jehovha zvibayiro kakawanda. VaKristu havasi pasi poMutemo iwoyo. Asi zvinotaurwa imomo zvine zvidzidzo panyaya yekuonga kunodiwa naJehovha kuvashumiri vake mazuva ano sezvichatsanangurwa nenyaya dzacho.
NYAYA YOKUDZIDZA 5 MAPEJI 26-30
Chinhu chikuru chinodiwa nevanhu kuyananiswa naMwari. Nyaya ino icharatidza kuti upristi hwoumambo huchayananisa sei vanhu naMwari uye ichatsanangura kubatsirwa kwatichaitwa.
DZIMWEWO NYAYA
3 IYI NDIYO MAGAZINI YOKUDZIDZA!
14 ‘NDICHAKWANISA SEI KUPARIDZA?’
15 KUITA KUTI KUDZIDZA KUNYANYE KUNAKIDZA UYE KUBATSIRE
31 KUBVA MUDURA RENHOROONDO YEDU
KAVHA: Musika uri mumugwagwa weSan Cristóbal de las Casas, Mexico. Mapiyona akadzidza mutauro weTzotzil achiparidzira mhuri yeko
MEXICO
VAGARI VEMO
108 782 804
VAPARIDZI
710 454
BASA ROKUSHANDURA
Mitauro 30 yevagari vemo