RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 5/1 p. 16
  • Chokwadi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chokwadi
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • PFUNGWA HURU:
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 5/1 p. 16

Chokwadi

Ungachiwana kupi?

Chingakubatsira sei pamwe nemhuri yako?

Tinokukoka noushamwari kuti uzonzwa mhinduro dzacho pagungano reruwa remazuva matatu regore rino richaitwa neZvapupu zvaJehovha.

MUSORO:

‘Shoko raMwari Ichokwadi!’

unobva pamashoko aJesu akanyorwa pana Johani 17:17.

PFUNGWA HURU:

Hurukuro inoita kuti ufunge ine musoro unoti “Chokwadi Chii?” ichaongorora kuti nei tingavimba neShoko raMwari, Bhaibheri.

Mitambo miviri ichatibatsira kunzwisisa nyaya dzemuBhaibheri uye zvatinodzidza panyaya dzacho.

NDIVANAANI VACHAPINDA:

Munhu wose. Hamuzobhadhariswi kuti mupinde uye hapana ndiro ichafambiswa pachikumbirwa mari.

NGUVA NENZVIMBO:

Ona kuti igungano ripi richaitirwa pedyo nekwaunogara uye ona vhidhiyo yemagungano edu pawww.pr2711.com. (Enda pakanzi ABOUT US/​CONVENTIONS)

Enda pawww.pr2711.com uone purogiramu yegungano. (Enda pakanzi MABHUKU/MABHUKU UYE MABHUROCHA)

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe